Johane 14:6 - Shona BIBLE6 Jesu akati kwaari, “Ndini nzira, nechokwadi, noupenyu; hapana munhu unouya kuna Baba, asi nokwandiri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Jesu akati kwaari: Ndini nzira, neɀokwaɗi, noʋupenyu; hapanomunhu unoʋuya kunaƂaɓa, asi nokwandiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Jesu akati kwaari, “Ndini nzira, nechokwadi, noupenyu; hapana munhu unouya kuna baba, asi nokwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jesu akamuti kwaari, “Ndini nzira nechokwadi noupenyu. Hapana anosvika kuna Baba asina kuuya nokwandiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Jesu akamuti kwaari, “Ndini nzira nechokwadi noupenyu. Hapana anosvika kuna Baba asina kuuya nokwandiri. Viz kapitola |