Johane 14:29 - Shona BIBLE29 Zvino ndakuudzai zvisati zvaitika, kuti musi wazvinoitika mugotenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino ndakuʋudzai ɀisati ɀaitika, kuti musi waɀinoitika mugotenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Zvino ndakuudzai zvisati zvaitika, kuti musi wazvinoitika mugotenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Zvino ndakutaurirai izvi zvisati zvaitika kuti kana zvoitika mutendhe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Zvino ndakutaurirai izvi zvisati zvaitika kuti kana zvoitika mutendhe. Viz kapitola |