Online Bible

- Reklamy -




Johane 14:21 - Shona BIBLE

21 “Ane mirairo yangu, akaichengeta, ndiye anondida; anondida achadikanwa naBaba vangu; neni ndichamudawo, ndichazviratidza kwaari.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Unemirairo yaŋgu, akaiceŋgeta, ndiye unondiɗa; unondiɗa ucaɗikanwa naƂaɓa ʋaŋgu; neni ndicamuɗa ʋo, ndicaɀiratidza kwaari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 “Ane mirayiro yangu, akaichengeta, ndiye anondida; anondida achadikanwa nababa vangu; neni ndichamudawo, ndichazviratidza kwaari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Munhu ane mitemo yangu achiichengeta, ndiye munhu anondida; uyo anondida achadidawo naBaba vangu iniwo ndichazviratidza kwaari.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Munhu ane mitemo yangu achiichengeta, ndiye munhu anondida; uyo anondida achadidawo naBaba vangu iniwo ndichazviratidza kwaari.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 14:21

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy