Johane 13:34 - Shona BIBLE34 “Ndinokupai murairo mutsva, wokuti mudane; sezvandakakudai imi, nemi mudanewo saizvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ndinokupai murairo mutȿa, wokuti mudane; seɀandakakuɗai imi, nemi muɗane ʋo saiɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 “Ndinokupai murayiro mutsva, wokuti mudane; sezvandakakudai imi, nemi mudanewo saizvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Asi ndinokupai mutemo mutsva unoti, ‘Idanai.’ Sokukudai kwandakaita, imi idanaiwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Asi ndinokupai mutemo mutsva unoti, ‘Idanai.’ Sokukudai kwandakaita, imi idanaiwo. Viz kapitola |