Johane 13:32 - Shona BIBLE32 kana Mwari akudzwa maari, Mwari achamukudza iye maari, uchamukudza pakarepo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 kana Mŋari akudzwa maari, Mŋari ucamukudza iye maari, ucamukudza pakarepo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 kana Mwari akudzwa maari, Mwari achamukudza iye maari, uchamukudza pakarepo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kana Mwari awaniswa mbiri maari Mwariwo achamuwanisa mbiri maari iye pachake achibva amuwanisa mbiri iyoyo pakarepo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Kana Mwari awaniswa mbiri maari Mwariwo achamuwanisa mbiri maari iye pachake achibva amuwanisa mbiri iyoyo pakarepo. Viz kapitola |