Johane 13:28 - Shona BIBLE28 Asi kwakanga kusina mumwe kuna vakanga vagere naye pakudya, akaziva kuti akareverei izvozvi kwaari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Asi kwakaŋga kusinomumŋe kunaʋakaŋga ʋagere naye pakudya, wakaziʋa kuti wakareʋerei iɀoɀi kwaari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Asi kwakanga kusina mumwe kuna vakanga vagere naye pakudya, akaziva kuti akareverei izvozvi kwaari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Kune vaiva pakudya hapana akaziva kuti akataurirei izvi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Kune vaiva pakudya hapana akaziva kuti akataurirei izvi. Viz kapitola |