Johane 13:19 - Shona BIBLE19 Kubva zvino ndinokuudzai zvisati zvaitika, kuti kana zvichiitwa, mugotenda kuti ndini. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Kubva ɀino ndinokuʋudzai ɀisati ɀaitika, kuti kana ɀiciitwa, mugotenda kuti ndini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Kubva zvino ndinokuudzai zvisati zvaitika, kuti kana zvichiitwa, mugotenda kuti ndini. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Ndiri kukutaurirai izvi iye zvino zvisati zvaitika kuti kana zvoitika mutende kuti ndini iye ari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Ndiri kukutaurirai izvi iye zvino zvisati zvaitika kuti kana zvoitika mutende kuti ndini iye ari. Viz kapitola |