Johane 12:5 - Shona BIBLE5 “Mafuta awa akaregereiko kutengeswa namadhinari mazana matatu, akapiwa varombo?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mafuta awa akaregereiko kuteŋgeswa namadenari mazana matatu, akapiwa ʋarombo? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Mafuta awa akaregereiko kutengeswa namadhenari mazana matatu, akapiwa varombo?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 “Mafuta aya aregerereiko kutengeswa nemari yesirivha yedhenariusi inoita mazana matatu yapihwa kuvarombo?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 “Mafuta aya aregerereiko kutengeswa nemari yesirivha yedhenariusi inoita mazana matatu yapihwa kuvarombo?” Viz kapitola |