Johane 12:49 - Shona BIBLE49 “Nokuti handina kureva pachangu, asi Baba, vakandituma, ndivo vakandipa murairo, zvandichareva nezvandichataura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Nokuti handina‐kureʋa pacaŋgu, asi Ƃaɓa, ʋakandituma, ndiʋo ʋakandipa murairo, ɀandicareʋa neɀandicataura. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 “Nokuti handina kureva pachangu, asi baba, vakandituma, ndivo vakandipa murayiro, zvandichareva nezvandichataura. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 Nokuti handina kutaura zvomusoro wangu. Baba vakandituma ndivo vakanditemera zvandinofanira kutaura nezvandinofanira kureva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona49 Nokuti handina kutaura zvomusoro wangu. Baba vakandituma ndivo vakanditemera zvandinofanira kutaura nezvandinofanira kureva. Viz kapitola |