Johane 11:1 - Shona BIBLE1 Mumwe munhu wakanga achirwara, ainzi Razaro weBhetania, musha waMaria nomukoma wake Marita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Mumŋe munhu wakaŋga acirwara, wainzi Razaro weBetania, musha waMaria nomukoma wake Marta. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Mumwe munhu wakanga achirwara, ainzi Razaro weBhetania, musha waMaria nomukoma wake Marita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kwaiva nomumwe murume airwara ainzi Razaro wekuBhetania, mumusha waigara Maria nomukoma wake Marita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kwaiva nomumwe murume airwara ainzi Razaro wekuBhetania, mumusha waigara Maria nomukoma wake Marita. Viz kapitola |