Johane 10:9 - Shona BIBLE9 “Ndini musuwo kana munhu apinda neni, achaponeswa, achapinda, achabuda, achawana mafuro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ndini mukoʋa; kana munhu apinda neni, ucaponeswa, ucapinda, ucaɓuɗa, ucawana mafuro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Ndini musuo kana munhu apinda neni, achaponeswa, achapinda, achabuda, achawana mafuro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ini ndini musuo. Anopinda napandiri achaponeswa; achapinda nokubuda zvake achiwana mafuro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ini ndini musuo. Anopinda napandiri achaponeswa; achapinda nokubuda zvake achiwana mafuro. Viz kapitola |