Johane 1:8 - Shona BIBLE8 Uyu akanga asati ari icho chiedza, asi akatumwa kuti apupurire chiedza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Uyo wakaŋga asati ari ico ciedza, asi wakatumŋa kuti apupurire ciedza. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Uyu akanga asati ari icho chiedza, asi akatumwa kuti apupurire chiedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Iye akanga asiri chiedza, asi akauya kuzopupurira chiedza achiti Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Iye akanga asiri chiedza, asi akauya kuzopupurira chiedza achiti Viz kapitola |