Johane 1:6 - Shona BIBLE6 Kwakanga kune munhu akatumwa naMwari, zita rake rainzi Johani. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kwakaŋga kunomunhu wakatumŋa naMŋari, zita rake rainzi Johane. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Kwakanga kune munhu akatumwa naMwari, zita rake rainzi Johani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kwakazova nomunhu akatumwa naMwari, zita rake ainzi Johani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kwakazova nomunhu akatumwa naMwari, zita rake ainzi Johani. Viz kapitola |