Johane 1:45 - Shona BIBLE45 Firipi akawana Nataneri, akati kwaari, “Tamuwana iye, akanyorwa zvake naMosesi mumurairo navaporofita, iye Jesu weNazareta, mwanakomana waJosefa.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Firipo akawana Natanaeri, akati kwaari: Tamuwana iye, wakanyorwa ɀake naMosesi pamurairo naʋaprofita, iye Jesu weNazareta, mŋanakomana waJosefa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Firipi akawana Nataneri, akati kwaari, “Tamuwana iye, akanyorwa zvake naMosesi mumurayiro navaporofita, iye Jesu weNazareta, mwanakomana waJosefa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Firipi akawana Natanieri akati kwaari, “Taona munhu uya akanyorwa nezvake naMosesi muMutemo noMuvaporofita, anonzi Jesu anobva kuNazareti mwanakomana waJosefi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona45 Firipi akawana Natanieri akati kwaari, “Taona munhu uya akanyorwa nezvake naMosesi muMutemo noMuvaporofita, anonzi Jesu anobva kuNazareti mwanakomana waJosefi.” Viz kapitola |