Johane 1:39 - Shona BIBLE39 Akati kwavari, “Uyai, muone.” Vakaenda, vakandoona kwaaigara, vakagara naye zuva iro; yakanga iri nguva inenge yegumi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Akati kwaʋari: Ʋuyai, muʋone. Ʋakaenda, ʋakandoʋona kwaaigara, ʋakagara naye zuʋa iro; yakaŋga iri ŋguʋa ineŋge yegumi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 Akati kwavari, “Uyai, muone.” Vakaenda, vakandoona kwaaigara, vakagara naye zuva iro; yakanga iri nguva inenge yegumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Iye akati kwavari, “Uyai muzoona.” Vakauya vakaona paaigara vakagara naye zuva iroro, izvozvo yakanga iri awa yechigumi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Iye akati kwavari, “Uyai muzoona.” Vakauya vakaona paaigara vakagara naye zuva iroro, izvozvo yakanga iri awa yechigumi. Viz kapitola |