Johane 1:38 - Shona BIBLE38 Jesu akatendeuka akavaona vachitevera, akati kwavari, “Munotsvakeiko?” Vakati kwaari, “Rabhi” (ndokuti, “Mudzidzisi, kana zvichishandurwa,”) munogarepiko? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Jesu akatendeʋuka akaʋaʋona ʋaciteʋera, akati kwaʋari: Munotȿakeiko? Ʋakati kwaari: Rabi (ndokuti Mudzidzisi, kana ɀicishandurwa), munogarepiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Jesu akatendeuka akavaona vachitevera, akati kwavari, “Munotsvakeiko?” Vakati kwaari, “Rabhi” (ndokuti, “Mudzidzisi, kana zvichishandurwa,”) munogarepiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Jesu akatendeuka akavaona vachitevera akavati, “Muri kutsvakeiko?” Ivo vakati kwaari, “Rabhi,” (zvinoreva kuti mudzidzisi) “Munogara kupiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Jesu akatendeuka akavaona vachitevera akavati, “Muri kutsvakeiko?” Ivo vakati kwaari, “Rabhi,” (zvinoreva kuti mudzidzisi) “Munogara kupiko?” Viz kapitola |