Johane 1:27 - Shona BIBLE27 ndiye anouya shure kwangu, wandisina kufanira kuti ndisunungure rukanda rweshangu yake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 ndiye unoʋuya shure kwaŋgu, wandisina‐kufanira kuti ndisunuŋgure rukanda rweshaŋgu yake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 ndiye anouya shure kwangu, wandisina kufanira kuti ndisunungure rukanda rweshangu yake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Iyeyo anouya mushure mangu, ini handikodzeri kusunungura tambo dzeshangu dzake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 Iyeyo anouya mushure mangu, ini handikodzeri kusunungura tambo dzeshangu dzake.” Viz kapitola |