Johane 1:13 - Shona BIBLE13 avo vasina kuberekwa neropa, kana nokuda kwenyama, kana nokuda kwomurume, asi naMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 aʋo ʋasina‐kuɓerekwa neropa, kana nokuɗa kwenyama, kana nokuɗa kwomurume, asi naMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 avo vasina kuberekwa neropa, kana nokuda kwenyama, kana nokuda kwomurume, asi naMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 vasina kuberekwa nokuda kwoukama hweropa kana kuti nezvinodiwa nenyama. Kana nechido chomurume asi nokuda kwaMwari. Viz kapitola |