Online Bible

- Reklamy -




Johane 1:11 - Shona BIBLE

11 Akauya kune zvake, asi vanhu vake havana kumugamuchira.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Wakaʋuya kuneɀake, asi ʋanhu ʋake haʋana‐kumugamucira.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Akauya kunezvake, asi vanhu vake havana kumugamuchira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Akauya kunyika yokwake vokwake havana kumugamuchira.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Akauya kunyika yokwake vokwake havana kumugamuchira.

Viz kapitola kopírovat




Johane 1:11

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy