Online Bible

- Reklamy -




Joere 3:13 - Shona BIBLE

13 Isai jeko renyu mumunda, nokuti zviyo zvaibva; uyai musvine, nokuti chisviniro chewaini chazara, zvisviniro zvinopa pfuma; nokuti kushata kwavo kwakura.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Isai ɓaŋga renyu mumunda, nokuti ɀiyo ɀaibva; ʋuyai muȿine, nokuti ciȿiniro cewaini cazara, ɀiȿiniro ɀinopafuma; nokuti kushata kwaʋo kwakura.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Isai jeko renyu mumunda, nokuti zviyo zvaibva; uyai musvine, nokuti chisviniro chewaini chazara, zvisviniro zvinopapfuma; nokuti kushata kwavo kwakura.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Pinzai jeko nokuti kukohwa kwasvika. Pindai mutsike-tsike nokuti mokusvinira waini machiti shutu kuzara. Makate ari kufashukira nokuti uipi hwavo hwakura.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Pinzai jeko nokuti kukohwa kwasvika. Pindai mutsike-tsike nokuti mokusvinira waini machiti shutu kuzara. Makate ari kufashukira nokuti uipi hwavo hwakura.”

Viz kapitola kopírovat




Joere 3:13

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy