Joere 2:32 - Shona BIBLE32 Zvino ani naani anodana zita raJehovha acharwirwa; nokuti pagomo reZioni napaJerusaremu ndipo pachava navakapukunyuka, sezvakataura Jehovha, napakati pavakasara ndipo pachava vakadanwa naJehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Ɀino aninani unoɗana zita raJehova ucarwirwa; nokuti pagomo reZioni napaJerusarema ndi’po pacaʋa naʋakapukunyuka, seɀakataura Jehova, napakati paʋakasara ndi’po pacaʋa ʋakaɗanwa naJehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200232 Zvino ani naani anodana zita raJehovha acharwirwa; nokuti pagomo reZioni napaJerusaremu ndipo pachava navakapukunyuka, sezvakataura Jehovha, napakati pavakasara ndipo pachava vakadanwa naJehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Zvichaitika kuti ani naani anodana zita raTENZI achaponeswa nokuti muGomo reZioni nomuJerusaremu muchava navanhu vanopunyuka sokutaura kwakaitawo TENZI uye mukati mevanenge vapunyuka muchava navanhu vakadaidzwa naTENZI.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona32 Zvichaitika kuti ani naani anodana zita raTENZI achaponeswa nokuti muGomo reZioni nomuJerusaremu muchava navanhu vanopunyuka sokutaura kwakaitawo TENZI uye mukati mevanenge vapunyuka muchava navanhu vakadaidzwa naTENZI.” Viz kapitola |