Joere 2:3 - Shona BIBLE3 Moto unoparadza pamberi pavo, murazvo unopfuta shure kwavo; nyika yakaita somunda weEdheni pamberi pavo, uye serenje rakaparadzwa shure kwavo; zvirokwazvo, hakuna wakapukunyuka kwavari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mŋoto unoparadza pamberi paʋo, muraɀo unopfuta shure kwaʋo; nyika yakaita somunda weEdeni pamberi paʋo, ʋuye serenje rakaparadzwa shure kwaʋo; ɀirokwaɀo, hakuna‐wakapukunyuka kwaʋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Moto unoparadza pamberi pavo, murazvo unopfuta shure kwavo; nyika yakaita somunda weEdheni pamberi pavo, uye serenje rakaparadzwa shure kwavo; zvirokwazvo, hakuna wakapukunyuka kwavari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Dzemberi kwacho ungati moto unororomesa. Dzeshure moto zvawo unoririma. Mberi kwadzo uku, nyika yacho ungati ibindu reEdheni; asi shure kwadzo, kwava renje zvaro raparara. Hapana chinodzipunyuka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Dzemberi kwacho ungati moto unororomesa. Dzeshure moto zvawo unoririma. Mberi kwadzo uku, nyika yacho ungati ibindu reEdheni; asi shure kwadzo, kwava renje zvaro raparara. Hapana chinodzipunyuka. Viz kapitola |