Joere 2:22 - Shona BIBLE22 Regai kutya, imi mhuka dzesango; nokuti mafuro erenje anobukira, nokuti miti inobereka zvibereko zvayo, mionde nemizambiringa zvinovigira vanhu simba razvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Regai kutya, imi mhuka dzesaŋgo; nokuti mafuro erenje anoɓukira, nokuti miti inoɓereka ɀiɓereko ɀayo, miʋonde nemizambiriŋga ɀinoʋigira ʋanhu simba raɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Regai kutya, imi mhuka dzesango; nokuti mafuro erenje anobukira, nokuti miti inobereka zvibereko zvayo, mionde nemizambiringa zvinovigira vanhu simba razvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Imi mhuka dzesango regai henyu kutya nokuti mafuro okurenje asvibirira ruswiswi, miti inobereka michero yayo muonde nomugirepisi, yanyatsobereka michero yakakwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Imi mhuka dzesango regai henyu kutya nokuti mafuro okurenje asvibirira ruswiswi, miti inobereka michero yayo muonde nomugirepisi, yanyatsobereka michero yakakwana. Viz kapitola |