Joere 1:17 - Shona BIBLE17 Mbeu dzinoorera pasi pamavhinga adzo; matura aparadzwa, tsapi dzaputswa; nokuti zviyo zvafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Mbeu dzinoʋorera pasi pamaviŋga adzo; matura aparadzwa, tsapi dzaputswa; nokuti ɀiyo ɀafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Mbeu dzinoorera pasi pamavhinga adzo; matura aparadzwa, tsapi dzaputswa; nokuti zviyo zvafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mbeu dzakauna mumavhinga akaoma, mokuchengetera mbesa maparara matura angova matongo zvawo nokuti mbesa dzashayikwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Mbeu dzakauna mumavhinga akaoma, mokuchengetera mbesa maparara matura angova matongo zvawo nokuti mbesa dzashayikwa. Viz kapitola |