Jobho 1:5 - Shona BIBLE5 Zvino kana mazuva okutamba kwavo apera Jobho aituma nhume kuvadana vanatswe, zvino iye ndokumuka mangwanani, ndokupisa zvipiriso zvinopiswa zvaivaringanira vose; nokuti Jobho wakati, “Zvimwe vanakomana vangu vakatadza, vakashora Mwari pamwoyo yavo;” Jobho aisidaro nguva dzose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino kana mazuʋa okutamba kwaʋo apera Jobo waituma nhume kuʋaɗana ʋanatswe, ɀino iye ndokumuka maŋgwanani, ndokupisa ɀipiriso ɀinopiswa ɀaiʋariŋganira ʋose; nokuti Jobo wakati: Ɀimŋe ʋanakomana ʋaŋgu ʋakatadza, ʋakashoʋora Mŋari pamŋoyo yaʋo; Jobo waisiɗaro ŋguʋa dzose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino kana mazuva okutamba kwavo apera Jobho aituma nhume kuvadana vanatswe, zvino iye ndokumuka mangwanani, ndokupisa zvipiriso zvinopiswa zvaivaringanira vose; nokuti Jobho wakati, “Zvimwe vanakomana vangu vakatadza, vakashora Mwari pamwoyo yavo;” Jobho aisidaro nguva dzose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Paainge mazuva iwayo amabiko apera, Jobhu aitumira nhume yokuti vazomuchenura. Aifumomuka rungwanani-ngwanani achipira zvibayiro zvokupisa maererano nouwandu hwavo, nokuti Jobhu aiti vangadaro vanakomana vake vakatadzira Mwari vachimushonha mumwoyo yavo. Jobhu aiita saizvozvo nguva dzose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Paainge mazuva iwayo amabiko apera, Jobhu aitumira nhume yokuti vazomuchenura. Aifumomuka rungwanani-ngwanani achipira zvibayiro zvokupisa maererano nouwandu hwavo, nokuti Jobhu aiti vangadaro vanakomana vake vakatadzira Mwari vachimushonha mumwoyo yavo. Jobhu aiita saizvozvo nguva dzose. Viz kapitola |