Jobho 1:17 - Shona BIBLE17 Iye akati achitaura, mumwe akasvikawo, akati, “VaKaradhia vakaita mapoka matatu, vakawira ngamera, vakadzitora, navafudziwo vakavauraya neminondo inopinza; ini ndoga ndapukunyuka, ndauya kuzokuudzai.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Iye wakati acataura, mumŋe akaȿika ʋo, akati: ƲaKardea ʋakaita mapoka matatu, ʋakawira makamera, ʋakaatora, naʋafudzi ʋo ʋakaʋaʋuraya neminondo inopinza; ini ndoga ndapukunyuka, ndaʋuya kuzokuʋudzai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Iye akati achitaura, mumwe akasvikawo, akati, “VaKaradhea vakaita mapoka matatu, vakawira ngamera, vakadzitora, navafudziwo vakavauraya neminondo inopinza; ini ndoga ndapukunyuka, ndauya kuzokuudzai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Achiri kutaurawo kudaro, kwakauyazve mumwe achiti, “VaKaradhiya vaita mapoka matatu ndokubva vaita chivhundumukira pangamera vakaenda nadzo. Vauraya vashandi namapakatwa. Ini ndoga ndini ndangopunyuka kuzokutaurirai.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Achiri kutaurawo kudaro, kwakauyazve mumwe achiti, “VaKaradhiya vaita mapoka matatu ndokubva vaita chivhundumukira pangamera vakaenda nadzo. Vauraya vashandi namapakatwa. Ini ndoga ndini ndangopunyuka kuzokutaurirai.” Viz kapitola |