Jobho 1:1 - Shona BIBLE1 Kwakanga kuno munhu panyika yeUzi, ainzi Jobho; munhu uyu akanga akakwana, akarurama, aitya Mwari achinzvenga zvakaipa Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Kwakaŋga kunomunhu panyika yeUzi, wainzi Jobo; munhu uyu wakaŋga akakwana, akarurama, waitya Mŋari acinɀeŋga ɀakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Kwakanga kuno munhu panyika yeUzi, ainzi Jobho; munhu uyu akanga akakwana, akarurama, aitya Mwari achinzvenga zvakaipa Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Kwaiva nomumwe murume munyika yeUzi ainzi Jobhu. Murume iyeyo aiva munhu akarurama, ari pachokwadi, aitya Mwari uye munhu wainzvenga zvakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Kwaiva nomumwe murume munyika yeUzi ainzi Jobhu. Murume iyeyo aiva munhu akarurama, ari pachokwadi, aitya Mwari uye munhu wainzvenga zvakaipa. Viz kapitola |