Online Bible

- Reklamy -

Jeremia 1:9 - Shona BIBLE

9 Ipapo Jehovha akatambanudza ruoko rwake, akabata muromo wangu; Jehovha akati kwandiri, “Tarira, ndaisa mashoko angu mumuromo mako.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ipapo Jehova akatambanudza ruʋoko rwake, akaɓata muromo waŋgu; Jehova akati kwandiri: Tarira, ndaisa mashoko aŋgu mumuromo mako.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Ipapo Jehovha akatambanudza ruoko rwake, akabata muromo wangu; Jehovha akati kwandiri, “Tarira, ndaisa mashoko angu mumuromo mako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Tenzi akabva atambanudza ruoko rwake akabata muromo wangu Tenzi akati kwandiri, “Chinzwa unzwe, ndaisa mazwi angu mukanwa mako.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Tenzi akabva atambanudza ruoko rwake akabata muromo wangu Tenzi akati kwandiri, “Chinzwa unzwe, ndaisa mazwi angu mukanwa mako.

Viz kapitola kopírovat

Jeremia 1:9

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy