Online Bible

- Reklamy -

Jeremia 1:3 - Shona BIBLE

3 Rikauyawo pamazuva aJehoiakimu, mwanakomana waJosiya, mambo waJudha, kusvikira pakupera kwegore regumi nerimwe raZedhekiya, mwanakomana waJosiya, mambo waJudha, kusvikira pakutapwa kwaveJerusaremu nomwedzi wechishanu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Rikaʋuya ʋo pamazuʋa aJehoiakimi, mŋanakomana waJosia, mambo waJuda, kuȿikira pakupera kwegore regumi nerimŋe raZedekia, mŋanakomana waJosia, mambo waJuda, kuȿikira pakutapxa kwaʋeJerusarema nomŋedzi wecishanu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Rikauyawo pamazuva aJehoiakimu, mwanakomana waJosia, mambo waJudha, kusvikira pakupera kwegore regumi nerimwe raZedhekia, mwanakomana waJosia, mambo waJudha, kusvikira pakutapwa kwaveJerusaremu nomwedzi wechishanu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Rakauya mumazuvawo aJehoyakimu mwanakomana waJosiya, mambo wokwaJudha kudzamara kumagumo kwegore regumi nechiposhi rokutonga kwaZedhekiya mwanakomana waJosiya, mambo wokwaJudha, kusvikira pakutapwa kweJerusaremu mumwedzi wechishanu wacho.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Jeremia 1:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy