Jeremia 1:2 - Shona BIBLE2 Shoko raJehovha rakauya kwaari pamazuva aJosiya, mwanakomana waAmoni, mambo waJudha, negore regumi namatatu rokubata kwake ushe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Shoko raJehova rakaʋuya kwaari pamazuʋa aJosia, mŋanakomana waAmoni, mambo waJuda, negore regumi namatatu rokuɓata kwake ʋushe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Shoko raJehovha rakauya kwaari pamazuva aJosia, mwanakomana waAmoni, mambo waJudha, negore regumi namatatu rokubata kwake ushe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Shoko raTenzi rakauya kwaari mumazuva aJosiya, mwanakomana waAmoni, mambo wokwaJudha, muri mugore regumi nechitatu rokutonga kwake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Shoko raTenzi rakauya kwaari mumazuva aJosiya, mwanakomana waAmoni, mambo wokwaJudha, muri mugore regumi nechitatu rokutonga kwake. Viz kapitola |