Jeremia 1:11 - Shona BIBLE11 Ipapo shoko raJehovha rakauyazve kwandiri, richiti, “Jeremiya, unoonei?” Ndikati, “Ndinoona davi romuarimondi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ipapo shoko raJehova rakaʋuya ɀe kwandiri, riciti: Jeremia, unoʋonei? Ndikati: Ndinoʋona ɗaʋi romuamanda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Ipapo shoko raJehovha rakauyazve kwandiri, richiti, “Jeremiya, unoonei?” Ndikati, “Ndinoona davi romuamanda.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Izwi raTenzi rakauya kwandiri richiti, “Jeremiya, chii chauri kuona?” Ini ndakati, “Ndiri kuona bazi romuarimondi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Izwi raTenzi rakauya kwandiri richiti, “Jeremiya, chii chauri kuona?” Ini ndakati, “Ndiri kuona bazi romuarimondi.” Viz kapitola |