Jakobo 5:20 - Shona BIBLE20 ngaazive kuti anodzora mutadzi panzira yokutsauka kwake, uchaponesa mweya parufu nokufukidza zvivi zvizhinji. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 ŋgaaziʋe kuti unodzora mutadzi panzira yokutsauka kwake, ucaponesa mŋeya parufu nokufukidza ɀiʋi ɀizhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 ngaazive kuti anodzora mutadzi panzira yokutsauka kwake, uchaponesa mweya parufu nokufukidza zvivi zvizhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 ngaazive kuti ani nani anodzora mutadzi mukurasika kwake gwara achaponesa mweya wake kurufu uye zvitadzo zvizhinji zvichafukidzwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 ngaazive kuti ani nani anodzora mutadzi mukurasika kwake gwara achaponesa mweya wake kurufu uye zvitadzo zvizhinji zvichafukidzwa. Viz kapitola |