Jakobo 5:17 - Shona BIBLE17 Eriya akanga ari munhu akaita sesu, akanyengetera nomunyengetero kuti mvura irege kunaya; ikasanaya panyika makore matatu nemwedzi mitanhatu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Eria wakaŋga ari munhu wakaita sesu, akanyeŋgetera nomunyeŋgetero kuti mvura irege kunaya; ikasanaya panyika makore matatu nemŋedzi mitanhatu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Eria akanga ari munhu akaita sesu, akanyengetera nomunyengetero kuti mvura irege kunaya; ikasanaya panyika makore matatu nemwedzi mitanhatu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Eriya akanga ari munhu akangoitawo sesu pamuzvarirwo wake. Akanamata nomwoyo wose kuti kurege kunaya. Kwamakorewo matatu nemwedzi mitanhatu hakuna kunaya panyika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Eriya akanga ari munhu akangoitawo sesu pamuzvarirwo wake. Akanamata nomwoyo wose kuti kurege kunaya. Kwamakorewo matatu nemwedzi mitanhatu hakuna kunaya panyika. Viz kapitola |