Jakobo 4:17 - Shona BIBLE17 Naizvozvo uyo, anoziva kuita zvakanaka, akasazviita, iye ane zvivi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Naiɀoɀo uyo, unoziʋa kuita ɀakanaka, akasaɀiita, iye uneɀiʋi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Naizvozvo uyo, anoziva kuita zvakanaka, akasazviita, iye ane zvivi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Munhu anoziva zvinofanira kuitwa zvakarurama, asi asingazviiti, kwaari chitadzo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Munhu anoziva zvinofanira kuitwa zvakarurama, asi asingazviiti, kwaari chitadzo. Viz kapitola |