Jakobo 3:8 - Shona BIBLE8 asi hakuna munhu angapingudza rurimi; ndicho chinhu chakaipa chinoshanduka–shanduka, chizere nomuti unouraya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 asi hakunomunhu uŋgapiŋgudza rurimi; ndico cinhu cakaipa cinoshanduka‐shanduka, cizere nomuti unoʋuraya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 asi hakuna munhu angapingudza rurimi; ndicho chinhu chakaipa chinoshanduka-shanduka, chizere nomuti unouraya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi hapana munhu anogona kupingudza rurimi, rwakaipa uye haruna parwo uyezve rune chepfu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi hapana munhu anogona kupingudza rurimi, rwakaipa uye haruna parwo uyezve rune chepfu. Viz kapitola |