Jakobo 3:17 - Shona BIBLE17 Asi kuchenjera, kunobva kumusoro, zvikuru kwakachena, uye kuno rugare, kunyoro, kunoteerera, kuzere nengoni nezvibereko zvakanaka, kusingatsauri kusinganyengeri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi kucenjera, kunobva kumsoro, ɀikuru kwakacena, ʋuye kunorugare, kunyoro, kunoterera, kuzere neŋgoni neɀiɓereko ɀakanaka, kusiŋgatsauri kusiŋganyeŋgeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Asi kuchenjera, kunobva kumusoro, zvikuru kwakachena, uye kunorugare, kunyoro, kunoteerera, kuzere nengoni nezvibereko zvakanaka, kusingatsauri kusinganyengeri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Asi ungwaru hunobva kudenga, pokutanga hutsvene kwouya kuti ndehwerugare nemwoyo murefu, hunonzwisisa, uye huzere tsitsi, hune michero yakanaka husina chinokahadzisa kana chinonyengedza. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Asi ungwaru hunobva kudenga, pokutanga hutsvene kwouya kuti ndehwerugare nemwoyo murefu, hunonzwisisa, uye huzere tsitsi, hune michero yakanaka husina chinokahadzisa kana chinonyengedza. Viz kapitola |