Jakobo 3:15 - Shona BIBLE15 Kuchenjera uku hakuburuki kuchibva kumusoro, asi ndokwenyika, kwatakamuka nako, kwomweya wakaipa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Kucenjera uku hakuɓuruki kucibva kumsoro, asi ndokwenyika, kwatakamuka nako, kwomŋeya wakaipa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Kuchenjera uku hakuburuki kuchibva kumusoro, asi ndokwenyika, kwatakamuka nako, kwomweya wakaipa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ungwaru hwakadai haubvi kudenga asi ndehwapasi pano hwomuberekerwo womunhu uye wohusatani. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ungwaru hwakadai haubvi kudenga asi ndehwapasi pano hwomuberekerwo womunhu uye wohusatani. Viz kapitola |