Jakobo 3:1 - Shona BIBLE1 Hama dzangu, musava vadzidzisi vazhinji, zvamunoziva kuti tichatongwa nokupfuurisa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Hama dzaŋgu, musaʋa ʋadzidzisi ʋazhinji, ɀamunoziʋa kuti ticatoŋgwa nokupfuʋurisa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Hama dzangu, musava vadzidzisi vazhinji, zvamunoziva kuti tichatongwa nokupfuurisa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Hama dzangu, vazhinji venyu ngavarege kuva vadzidzisi nokuti munoziva kuti isu tinodzidzisa tichatongwa zvakatonyanya kuomarara. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Hama dzangu, vazhinji venyu ngavarege kuva vadzidzisi nokuti munoziva kuti isu tinodzidzisa tichatongwa zvakatonyanya kuomarara. Viz kapitola |