Jakobo 2:26 - Shona BIBLE26 Nokuti somuviri usina mweya wakafa, saizvozvo kutenda kusina mabasa kwakafawo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Nokuti somuʋiri usinomŋeya wakafa, saiɀoɀo kutenda kusinamaɓasa kwakafa ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Nokuti somuviri usina mweya wakafa, saizvozvo kutenda kusina mabasa kwakafawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Nokuti ndizvo zvakaita muviri, kana usina mweya wakafa; saizvozvowo chitendero chisina mabasa chakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Nokuti ndizvo zvakaita muviri, kana usina mweya wakafa; saizvozvowo chitendero chisina mabasa chakafa. Viz kapitola |