Jakobo 2:10 - Shona BIBLE10 Nokuti munhu unochengeta murairo wose, akagumburwa kune chinhu chimwechete, wava nemhosva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Nokuti munhu unoceŋgeta murairo wose, akagumburwa kunecinhu cimŋe cete, waʋa nemhoȿa kuneɀose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Nokuti munhu unochengeta murayiro wose, akagumburwa kune chinhu chimwechete, wava nemhosva kunezvose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 nokuti munhu anochengeta mutemo wose asi okundika pamwe pawo ane mhosva yokutyora wose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 nokuti munhu anochengeta mutemo wose asi okundika pamwe pawo ane mhosva yokutyora wose. Viz kapitola |