Jakobo 1:12 - Shona BIBLE12 Akaropafadzwa munhu uyo anotsunga mwoyo pakuedzwa; nokuti kana atendwa, achapiwa korona youpenyu yakapikirwa avo vanomuda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Wakaropafadzwa munhu uyo unotsuŋga mŋoyo pakuidzwa; nokuti kana atendwa, ucapiwa korona yoʋupenyu yakapikirwa aʋo ʋanomuɗa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Akaropafadzwa munhu uyo anotsunga mwoyo pakuedzwa; nokuti kana atendwa, achapiwa korona yohupenyu yakapikirwa avo vanomuda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Akakombererwa zvake munhu anotirira chiedzo nokuti kana achinge akunda chiedzo anowana ngundu youpenyu yakatsidzirwa naMwari kuna vanomuda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Akakombererwa zvake munhu anotirira chiedzo nokuti kana achinge akunda chiedzo anowana ngundu youpenyu yakatsidzirwa naMwari kuna vanomuda. Viz kapitola |