Jakobo 1:10 - Shona BIBLE10 nomupfumi nokuninipiswa kwake, nokuti achapfuura seruva rouswa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 nomufumi nokuninipiswa kwake, nokuti ucapfuʋura seruʋa roʋuswa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 nomupfumi nokuninipiswa kwake, nokuti achapfuura seruva rouswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 ndizvozvowo nomupfumi kana akaninipiswa nokuti achapfuurawo seruva romusango. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 ndizvozvowo nomupfumi kana akaninipiswa nokuti achapfuurawo seruva romusango. Viz kapitola |