Jakobo 1:1 - Shona BIBLE1 Jakobho, muranda waMwari nowaIshe Jesu Kristu, kumarudzi ane gumi namaviri akapararira: Farai! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Jakobo, muranda waMŋari nowaShe Jesu Kristu, kumarudzi anegumi namaʋiri akapararira: Farai! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Jakobho, muranda waMwari nowaIshe Jesu Kristu, kumarudzi ane gumi namaviri akapararira: Farai! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Ndini Jemusi muranda waMwari uye waTenzi Jesu Kristu. Ndinokunyorerai imi marudzi gumi namaviri akapararira ndichiti kwaziwai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Ndini Jemusi muranda waMwari uye waTenzi Jesu Kristu. Ndinokunyorerai imi marudzi gumi namaviri akapararira ndichiti kwaziwai. Viz kapitola |