Isaya 8:6 - Shona BIBLE6 “Vanhu ava zvavakaramba mvura yeShiroa, inonatsa kuyerera, vachifarira Rezini nomwanakomana waRemaria; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ʋanhu aʋa ɀaʋakaramba mvura yeShiroa, inonatsa kuyerera, ʋacifarira Rezini nomŋanakomana waRemaria; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 “Vanhu ava zvavakaramba mvura yeShiroa, inonatsa kuyerera, vachifarira Rezini nomwanakomana waRemaria; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 “Pamusana pokuti vanhu ivava ava vakaramba mvura yomuShiroa inoerera zvinyoronyoro vakahuta kudedera Rezini nomwanakomana waRemaria; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 “Pamusana pokuti vanhu ivava ava vakaramba mvura yomuShiroa inoerera zvinyoronyoro vakahuta kudedera Rezini nomwanakomana waRemaria; Viz kapitola |