Isaya 8:15 - Shona BIBLE15 Vazhinji vavo vachagumburwa naro, vachawa, nokuputswa, nokuteyiwa, nokubatwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ʋazhinji ʋaʋo ʋacagumburwa naro, ʋacawa, nokuputswa, nokuteyiwa, nokuɓatwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Vazhinji vavo vachagumburwa naro, vachawa, nokuputswa, nokuteyiwa, nokubatwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Vazhinji vachagumburwa naro vachiwira pasi vachiputsika; vachateyiwa vachibatwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Vazhinji vachagumburwa naro vachiwira pasi vachiputsika; vachateyiwa vachibatwa.” Viz kapitola |