Isaya 7:22 - Shona BIBLE22 zvino nokuda kwomukaka muzhinji wadzichamupa, achadya ruomba; nokuti mumwe nomumwe akasiyiwa panyika iyo achadya ruomba nouchi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 ɀino nokuɗa kwomukaka muzhinji wadzicamupa, ucadya ruʋomba; nokuti mumŋe nomumŋe wakasiyiwa panyika iyo ucadya ruʋomba noʋuci. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 zvino nokuda kwomukaka muzhinji wadzichamupa, achadya ruomba; nokuti mumwe nomumwe akasiyiwa panyika iyo achadya ruomba nouchi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 pamusana pokuwanda kwomukaka wadzinenge dzichibudisa; iye achadya zvake mukaka wakakora nokuti munhu wose anenge asara ari munyika ino achadya mukaka wakakora nouchi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 pamusana pokuwanda kwomukaka wadzinenge dzichibudisa; iye achadya zvake mukaka wakakora nokuti munhu wose anenge asara ari munyika ino achadya mukaka wakakora nouchi. Viz kapitola |