Isaya 7:2 - Shona BIBLE2 Zvino vakaudza imba yaDhavhidhi, vachiti, “VaSiria vava pakati pavaEfuremu.” Mwoyo wake nemwoyo yavanhu vake ikazununguswa sokuzununguswa kwemiti mudondo nemhepo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino ʋakaʋudza imba yaDavidi, ʋaciti: ƲaSiria ʋaʋa pakati paʋaEfraimi. Mŋoyo wake nemŋoyo yaʋanhu ʋake ikazunuŋguswa sokuzunuŋguswa kwemiti muɗondo nemhepo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Zvino vakaudza imba yaDhavhidhi, vachiti, “VaSiria vava pakati pavaEfuremu.” Mwoyo wake nemwoyo yavanhu vake ikazununguswa sokuzununguswa kwemiti mudondo nemhepo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Pazvakasvika munzeve dzevemba yaDhavhidhi kuti Siria neEfuremu dzaita rimwe rokuda kukutsirana, iye navanhu vose vakadedera mumwoyo sezvinongoita miti yomusango ichivhuvhutwa nemhepo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Pazvakasvika munzeve dzevemba yaDhavhidhi kuti Siria neEfuremu dzaita rimwe rokuda kukutsirana, iye navanhu vose vakadedera mumwoyo sezvinongoita miti yomusango ichivhuvhutwa nemhepo. Viz kapitola |