Isaya 7:15 - Shona BIBLE15 Achadya ruomba nouchi, panguva yaanoziva kuramba zvakaipa, nokusanangura zvakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ucadya ruʋomba noʋuci, paŋguʋa yaanoziʋa kuramba ɀakaipa, nokusanaŋgura ɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Achadya ruomba nouchi, panguva yaanoziva kuramba zvakaipa, nokusanangura zvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Achatosvika pakudya mukaka wakakora nouchi nokuti anenge oziva kuramba chakaipa nokusarudza chakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Achatosvika pakudya mukaka wakakora nouchi nokuti anenge oziva kuramba chakaipa nokusarudza chakanaka. Viz kapitola |