Isaya 7:1 - Shona BIBLE1 Zvino pamazuva aAhazi, mwanakomana waJotamu, mwanakomana waUziya, mambo waJudha, Rezini mambo weSiria, naPeka, mwanakomana waRemaria, mambo waIsiraeri, vakaenda kundorwa neJerusaremu, asi vakakoniwa kurikunda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino pamazuʋa aAhazi, mŋanakomana waJotami, mŋanakomana waUziya, mambo waJuda, Rezini mambo weSiria, naPeka, mŋanakomana waRemaria, mambo waIsraeri, ʋakaenda kundorwa neJerusarema, asi ʋakakoniwa kurikunda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino pamazuva aAhazi, mwanakomana waJotamu, mwanakomana waUziya, mambo waJudha, Rezini mambo weSiria, naPeka, mwanakomana waRemaria, mambo waIsiraeri, vakaenda kundorwa neJerusaremu, asi vakakoniwa kurikunda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mumazuva aAhazi mwanakomana waJotamu mwanakomana waUziya mambo wokwaJudha, Rezini mambo weSiria naPeka mwanakomana waRemaria mambo wokwaIsiraeri vakauya kuzorwisa guta reJerusaremu asi havana kukwanisa kurikurira. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mumazuva aAhazi mwanakomana waJotamu mwanakomana waUziya mambo wokwaJudha, Rezini mambo weSiria naPeka mwanakomana waRemaria mambo wokwaIsiraeri vakauya kuzorwisa guta reJerusaremu asi havana kukwanisa kurikurira. Viz kapitola |