Isaya 6:8 - Shona BIBLE8 Ipapo ndakanzwa nzwi raShe richiti, “Ndingatuma aniko? Ndiani angatiendera?” Ipapo ndakati, “Ndiri pano ini, nditumei.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ipapo ndakanzwa inzwi raShe riciti: Ndiŋgatuma aniko? Ndiani uŋgatiendira? Ipapo ndakati: Ndiri pano ini, nditumei. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ipapo ndakanzwa nzwi raShe richiti, “Ndingatuma aniko? Ndiani angatiendera?” Ipapo ndakati, “Ndiri pano ini, nditumei.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Ndakanzwa izwi raTenzi richiti, ‘Ndiani wandingatume, ndiani angatiendere?’ Ini ndakati, ‘Ndiri pano. Nditumei ini.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Ndakanzwa izwi raTenzi richiti, ‘Ndiani wandingatume, ndiani angatiendere?’ Ini ndakati, ‘Ndiri pano. Nditumei ini.’ ” Viz kapitola |